Numeri 36:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakawanikwa mukati medzimba dzezvizvarwa zvaManase mwanakomana waJosefa, uye nhaka yavo yakaramba iri mumba yorudzi rwababa vavo.

Numeri 36

Numeri 36:11-13