Numeri 35:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maguta amunopa vaRevhi kubva munyika inotorwa navaIsraeri anofanira kupiwa zvakaenzanirana nenhaka yorudzi rumwe norumwe: Utore maguta akawanda kubva kurudzi rune akawanda, asi utore mashoma kubva kurudzi rune mashoma.”

Numeri 35

Numeri 35:5-18