Numeri 35:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungano inofanira kudzivirira munhu anopomerwa umhondi kubva pamutsivi weropa uye vachamudzosera kuguta routiziro uko kwaakanga atizira. Anofanira kugara ikoko kusvikira muprista mukuru afa, uyo akanga akazodzwa namafuta matsvene.

Numeri 35

Numeri 35:15-31