Numeri 35:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maguta matanhatu aya achava nzvimbo youtiziro yavaIsraeri, vatorwa kana vamwe vanhu vagere pakati pavo, kuitira kuti ani naani anenge auraya mumwe asingaiti nobwoni atizireko.

Numeri 35

Numeri 35:7-16