Numeri 34:27-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi;

28. Mutungamiri kubva kurudzi rwaNafutari, Pedhaheri mwanakomana waAmihudhi.”

29. Ava ndivo varume vakarayirwa naJehovha kuti vagovere nhaka kuvaIsraeri munyika yeKenani.

Numeri 34