Numeri 34:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Mutungamiri kubva kurudzi rwaIsakari, Paritieri mwanakomana waAzani;

27. Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi;

28. Mutungamiri kubva kurudzi rwaNafutari, Pedhaheri mwanakomana waAmihudhi.”

Numeri 34