Numeri 34:24-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Mutungamiri kubva kurudzi rwaEfuremu mwanakomana waJosefa, Kemueri mwanakomana waShifutani;

25. Mutungamiri kubva kurudzi rwaZebhuruni, Erizafani mwanakomana waParanaki;

26. Mutungamiri kubva kurudzi rwaIsakari, Paritieri mwanakomana waAzani;

27. Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi;

28. Mutungamiri kubva kurudzi rwaNafutari, Pedhaheri mwanakomana waAmihudhi.”

29. Ava ndivo varume vakarayirwa naJehovha kuti vagovere nhaka kuvaIsraeri munyika yeKenani.

Numeri 34