Numeri 34:22-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Kubva kurudzi rwaDhani mutungamiri Bhuki mwanakomana waJogiri;

23. Mutungamiri kubva kurudzi rwaManase mwanakomana waJosefa, Hanieri mwanakomana waEfodhi;

24. Mutungamiri kubva kurudzi rwaEfuremu mwanakomana waJosefa, Kemueri mwanakomana waShifutani;

25. Mutungamiri kubva kurudzi rwaZebhuruni, Erizafani mwanakomana waParanaki;

26. Mutungamiri kubva kurudzi rwaIsakari, Paritieri mwanakomana waAzani;

Numeri 34