Numeri 34:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Jehovha akati kuna Mozisi,

17. “Aya ndiwo mazita avarume vanofanira kukugoverai nyika senhaka yenyu: Ereazari muprista naJoshua mwanakomana waNuni.

18. Uye ugadze mutungamiri mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe kuti vabatsire pakugova nyika.

Numeri 34