Numeri 34:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akarayira vaIsraeri akati, “Goverai nyika iyi nomujenya wenhaka yenyu. Jehovha akarayira kuti ipiwe kumarudzi mapfumbamwe nehafu,

Numeri 34

Numeri 34:4-18