Numeri 33:42-46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

42. Vakabva paZarimona vakandodzika misasa paPunoni.

43. Vakabva paPunoni vakandodzika misasa paObhiti.

44. Vakabva paObhiti vakandodzika misasa paIye Abharimi, pamuganhu weMoabhu.

45. Vakabva paIyimi vakandodzika misasa paDhibhoni Gadhi.

46. Vakabva paDhibhoni Gadhi vakandodzika misasa paArimoni Dhibhurataimi.

Numeri 33