Numeri 33:32-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Vakabva paBhene Jaakani vakandodzika misasa paHori Hagidhigadhi.

33. Vakabva paHori Hagidhigadhi vakandodzika misasa paJotibhata.

34. Vakabva paJotibhata vakandodzika misasa paAbhurona.

35. Vakabva paAbhurona vakandodzika misasa paEzioni Gebheri.

36. Vakabva paEzioni Gebheri vakandodzika misasa paKadheshi, murenje reZini.

37. Vakabva paKadheshi vakandodzika misasa paGomo reHori, kumuganhu weEdhomu.

Numeri 33