Numeri 33:25-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Vakabva paHaradha vakandodzika misasa paMakeroti.

26. Vakabva paMakeroti vakandodzika misasa paTahati.

27. Vakabva paTahati vakandodzika misasa paTera.

28. Vakabva paTera vakandodzika misasa paMitika.

29. Vakabva paMitika vakandodzika misasa paHashimona.

Numeri 33