Numeri 32:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokukwira kwavo kuMupata weEshikori vakandoona nyika, vakaodza mwoyo yavaIsraeri kuti varege kupinda munyika yavakanga vapiwa naJehovha.

Numeri 32

Numeri 32:2-11