Numeri 32:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaMakiri mwanakomana waManase vakaenda kuGireadhi, vakaritapa vakadzinga vaAmori vakanga varimo.

Numeri 32

Numeri 32:33-42