Numeri 32:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaRubheni navaGadhi, vakanga vane mombe zhinji uye namakwai akawanda kwazvo, vakaona nyika yaJazeri neGireadhi kuti yakanga yanakira zvipfuwo.

Numeri 32

Numeri 32:1-9