Numeri 31:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akavatuma kundorwa, chiuru kubva kurudzi rumwe norumwe, pamwe chete naFinehasi mwanakomana waEreazari muprista, uyo akatorawo nhumbi dzomunzvimbo tsvene nehwamanda dzokuridza pakutungamirira.

Numeri 31

Numeri 31:5-16