Numeri 31:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kuvarwi vakanga vandorwa kuhondo, utsaure somutero waJehovha chinhu chimwe chete pazvinhu mazana mashanu, vangava vanhu, mombe, mbongoro, makwai kana mbudzi.

Numeri 31

Numeri 31:23-30