Numeri 31:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Imi mose makauraya ani zvake kana kubata ani zvake akaurayiwa, munofanira kugara kunze kwomusasa kwamazuva manomwe. Pazuva rechitanhatu nezuva rechinomwe, munofanira kuzvinatsa imi nenhapwa dzenyu.

Numeri 31

Numeri 31:9-23