Numeri 30:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana baba vake vakamudzivisa pavanonzwa nezvazvo, zvaapika zvose nezvaazvisunga nazvo achipika hazvingavi nesimba; Jehovha achamusunungura nokuti baba vake vamudzivisa.

Numeri 30

Numeri 30:1-11