Numeri 30:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akaita mhiko kuna Jehovha kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kuputsa shoko rake asi anofanira kuita zvose zvaakareva.

Numeri 30

Numeri 30:1-6