Numeri 30:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana murume wake akashaya chaanotaura kwaari zuva nezuva, ipapo ari kusimbisa mhiko dzake uye zvaakapika zvinomusunga. Anozvisimbisa nokusataura kwake chinhu kwaari paanenge anzwa nezvazvo.

Numeri 30

Numeri 30:10-16