Numeri 30:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana murume wake akazvikonesa paanenge anzwa nezvazvo, ipapo hapana chaakapika kana zvaakazvisunga nazvo nemhiko nezvaakataura nomuromo wake zvichava nesimba. Murume wake azvikonesa, uye Jehovha achamusunungura.

Numeri 30

Numeri 30:10-16