Numeri 3:50-51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

50. Kubva kumatangwe eIsraeri akatora sirivha yairema chiuru chimwe, namazana matatu namakumi matanhatu namashanu amashekerib, maererano neshekeri renzvimbo tsvene.

51. Mozisi akapa mari yedzikinuro kuna Aroni navanakomana vake, sezvaakanga arayirwa neshoko raJehovha.

Numeri 3