Numeri 3:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuwanda kwamatangwe avanhurume vaiva nomwedzi mumwe kana kupfuura pakuberekwa vakanyorwa mazita avo, kwaisvika zviuru makumi maviri nezviviri, namazana maviri namakumi manomwe navatatu.

Numeri 3

Numeri 3:42-51