Numeri 3:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Mozisi, “Verenga matangwe ose avanhurume avaIsraeri ano mwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa ugonyora mazita avo.

Numeri 3

Numeri 3:31-43