Numeri 3:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaMerari akanga ari Zurieri mwanakomana waAbhihairi; uye ndivo vaifanira kuvaka misasa yavo nechokumusoro kwetabhenakeri.

Numeri 3

Numeri 3:27-44