Numeri 28:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ugadzire gwayana rechipiri panguva dzamadekwana, pamwe chete nechipiriso chezviyo nechipiriso chinonwiwa, zvakafanana nezvamangwanani. Ichi ndicho chipiriso chinoitwa nomoto, chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.

Numeri 28

Numeri 28:1-13