Numeri 28:28-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Pamwe chete nehando imwe neimwe, panofanira kuva nechipiriso chezviyo chezvikamu zvitatu mugumi zveefa yeupfu hwakatsetseka. hwakavhenganiswa namafuta; pamwe chete negondohwe, zvikamu zviviri mugumi;

29. uye nerimwe nerimwe ramakwayana manomwe, chikamu chimwe chete mugumi.

30. Muisewo nhongo imwe chete kuti muzviyananisire.

Numeri 28