Numeri 28:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva regumi namana romwedzi uyu, munofanira kuita mutambo; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.

Numeri 28

Numeri 28:8-19