Numeri 27:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvinorehwa navanasikana vaZerofehadhi ndezvechokwadi. Zvirokwazvo unofanira kuvapa nhaka pakati pehama dzababa vavo ugodzorera nhaka yababa vavo kwavari.

Numeri 27

Numeri 27:1-12