Numeri 27:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kumira pamberi paEreazari muprista, ndiye achamubvunzira pamberi paJehovha nokutonga kweUrimi. Pakurayira kwake, vanofanira kubuda iye neungano yose yavaIsraeri uye pakurayira kwake ivo vachapinda.”

Numeri 27

Numeri 27:19-23