Numeri 27:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehovha akati kuna Mozisi, “Tora Joshua mwanakomana waNuni, murume ano mweya maari, ugoisa ruoko rwako pamusoro pake.

Numeri 27

Numeri 27:10-20