Numeri 27:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana baba vake vasina madzikoma kana vanun'una, mupe nhaka yake kuhama yepedyo yomumhuri yake, kuti ive yake. Uyu unofanira kuva mutemo kuvaIsraeri, sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.’ ”

Numeri 27

Numeri 27:2-20