Numeri 26:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaRubheni; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana nezvitatu, namazana manomwe ana makumi matatu.

Numeri 26

Numeri 26:1-16