Numeri 26:65 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha akanga audza vaIsraeri avo kuti zvirokwazvo vaizofira murenje, uye hakuna kana mumwe wavo akasara kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni.

Numeri 26

Numeri 26:64-65