Numeri 26:62 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vose pakati pavaRevhi, vaiva nomwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa vaisvika zviuru makumi maviri nezvitatu. Havana kuverengwa pamwe chete navamwe vaIsraeri nokuti havana kupiwa nhaka pakati pavo.

Numeri 26

Numeri 26:52-63