Numeri 26:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuna vaya vanenge vakawanda, unofanira kuvapa nhaka huru, vashoma unovapa nhaka duku; mhuri imwe neimwe inofanira kupiwa zvakaenzana nouwandu hwokuverengwa kwavo.

Numeri 26

Numeri 26:51-61