Numeri 26:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaNafutari nemhuri dzavo zvaiva: Jazeeri, kwakabva mhuri yavaJazeeri; Guni, kwakabva mhuri yavaGuni;

Numeri 26

Numeri 26:39-49