Numeri 26:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaAsheri nemhuri dzavo zvaiva: Imina, kwakabva mhuri yavaImina; Ishivhi, kwakabva mhuri yavaIshivhi; Bheria, kwakabva mhuri yavaBheria;

Numeri 26

Numeri 26:38-53