Numeri 26:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaBhenjamini nemhuri dzavo zvaiva: Bhera, kwakabva mhuri yavaBhera; Ashibheri, kwakabva mhuri yavaAshibheri; Ahiramu, kwakabva mhuri yaAhiramu;

Numeri 26

Numeri 26:32-43