Numeri 26:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaManase: Makiri kwakabva mhuri yavaMakiri (Makiri akanga ari baba vaGireadhi); Gireadhi kwakabva mhuri yavaGireadhi.

Numeri 26

Numeri 26:21-38