Nyika yakashamisa muromo wayo ikavamedza pamwe chete naKora, chikwata ichocho pachakafa, moto pawakaparadza varume mazana maviri namakumi mashanu. Uye ivo vakava chiratidzo cheyambiro.