Numeri 25:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Mozisi, “Tora vatungamiri vose vavanhu ava, uvauraye uvaise pachena masikati makuru pamberi paJehovha, kuti kutsamwa kunotyisa kwaJehovha kudzorwe kubva pana Israeri.”

Numeri 25

Numeri 25:1-7