Numeri 25:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zita romuIsraeri akaurayiwa pamwe chete nomukadzi muMidhiani rainzi Zimuri mwanakomana waSaru, mutungamiri weimwe mhuri yaSimeoni.

Numeri 25

Numeri 25:7-15