Numeri 24:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndiri kumuoona, asi kwete iye zvino; ndinomuona, asi haasi pedyo. Nyeredzi ichabuda muna Jakobho; Tsvimbo youshe ichamera kubva muna Israeri. Achapwanya huma dzavaMoabhu, madehenya avanakomana vose vaSeti.

Numeri 24

Numeri 24:14-22