Numeri 24:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Kunyange dai Bharaki andipa muzinda wake wakazara nesirivha negoridhe, handaigona kuita chinhu nokuda kwangu, chakanaka kana chakaipa, kuti ndidarike murayiro waJehovha, uye kuti ndinofanira kutaura chete zvinenge zvataurwa naJehovha here?’

Numeri 24

Numeri 24:5-14