Numeri 24:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo kutsamwa kwaBharaki kwakapfuta pamusoro paBharamu. Akarova maoko ake pamwe chete akati kwaari,“Ndakakudanira kuzotuka vavengi vangu, asi wavaropafadza katatu kose aka.

Numeri 24

Numeri 24:2-17