Numeri 24:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Bharamu akati aona kuti zvinofadza Jehovha kuti aropafadze Israeri, haana kuzoita zvouroyi sepane dzimwe nguva, asi akaringisa chiso chake kurenje.

Numeri 24

Numeri 24:1-4