Numeri 23:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Haana kuona chakaipa kuna Jakobho, hapana chakashata chakaonekwa muIsraeri. Jehovha Mwari wavo anavo; kudanidzira kwaMambo kuri pakati pavo.

Numeri 23

Numeri 23:16-28